Zimbabwe a shoppers' paradise for a select few
Africa Features
Mar 24, 2008, 18:54 GMT
Older Talkback
page: 1
i think the people should invade this enclave and run roughshod over the isles as they did with farm invasion, whats good for the goose is good for the gander. While those in high place say 'let then eat cake'...unaware the people are angry.
Nhasi rinobva muna Matibhiri chapter 3
Tosimudzira pa vs15: .....Zvino mwanakomana wemunhu akanga agere nevadzidzi vake mugomo reHavhesiti vakamubvunza vachiti, 'Nhai Tenzi, tingazive sei kuti tava kumagumo eutongi hwevadzvanyirir?' Iye ndokuti, 'Muchaona magetsi achienda kasingaperi, peturo ichitengeswa muchihwande nemutengo uri pamusoro, vana vacharamba kupihwa 2 million yekuendesa kuchikoro, uye makorokoza achamiswa kukorokoza, vanhu vachirambidzwa kuungana kuti vanamate, mobva maziva kuti ava mazuva ekuguma kwekutonga kwake. Upi neupi anoshingirira kusvikira zuva iroro achaona shura nezviratidzo, uchi nemukaka zvichaerera zvakare munyika ino iri kushungurudzwa.'
Pa Vs 16.......... 'Marara achaita makomo mumarukisheni uyezve varedzi vachabata hove huru mumakomba emumigwagwa. Pfambi dzisina chadziinadzo dzichaitwa maMayor pasina anobvumirwa kusumudza musoro. Asina gejo kana sanhu achapiwa gombo guru kwazvo iro raachapedzisira ava kutengesa huni, vachagoverana nyika ino sevakaisika, mitengo yezvinhu ichakwira zuva nezuva. Muzvikoro nemuzvipatara kuchasara madziro chete, vadzidzisi nanamukoti vachapera kutizira kunyika dziri kure uko kwavachandogara zvavo vachishanda sevaranda. Chirwere chese chichava shuramatongo nekushaikwa kwemishonga, vanhu vachadzokera chinyakare chekutikida pasi netsoka. Naizvozvo ndinoti kwamuri musarasikirwe netariro henyu nokuti chine manenji hachifambisi.
page: 1
Similar articles
- 'Have people at heart,' Zimbabwe minister tells businesses
- Zimbabwe dollar in freefall
- Radio: Zimbabwe's overchargers will be 'prosecuted'
- Zimbabwe police arrest at least 11 for overcharging
- Zimbabwe dollar in dramatic fall
Latest Headlines in Africa
- 1. 2010 World Cup to have elephantine carbon footprint
- 2. Congolese rebel leaders plead not guilty as war crimes trial begins
- 3. Nigerian president in hospital in Saudi Arabia
- 4. Scraps for SADC? SA's neighbours vie for slim pickings (Feature)
- 5. ANALYSIS: The Big Five: Stadiums could become white elephants




Your Talkback on this Story